Shona
Welcome to Turpin & Miller Solicitors
Turpin and Miller iri boka remagweta anosevenzera mu Oxfordshire. Tinosevenza nevanhu vanobva nyika dzakasiyana siyana, vanotaura chirungu neavozve vasingatauri chirungu. Kana tisingakwanisi kutaura rurimi rwenyu,tinokwanisa kutsvaga vaturikiri vanobetsera avo vasingatauri chirungu.
Pa Turpin and Miller tinotarisa zvinhu zvakaita sezvizvi:
- Immigration and citizenship
- NASS (Asylum Support)
- Kupotera
- Human Rights
- Housing and homelessness
- Dzimba nekushaya pekugara
- Families and children
- Mhuri nevana
- Community Care (Social Services and disabilities)
- Elderly Clients
- Vakwegura
- Welfare benefits
- Rubetsero kubva ku hurumende kunevanoshaya
- Employment
- Mabasa
- Personal injury & compensation for accidents
- Kukuvadzwa
- Taking cases to court
- Kumiririra mumatare
Vasingasevenzi nevanotambira mari shoma vanokwanisa kuwanarubatsiro ne “Legal Aid”
Tinotsanangura kune vasingakwanise kuwana “legal Aid” kuti vanobhadhara sei
Munotiwana apa:
Turpin & Miller Solicitors
1 Agnes Court, Oxford Road
Oxford OX4 2EW
Tel: 01865 770111
Fax: 01865 749099
Email:
You can find our office using the map below.


Previous page: Portuguese
Next page: Spanish
